Scroll to Top

OFFICER, DEALER CLASH OVER WOMAN

By Arron Nyamayaro / Published on Wednesday, 20 Dec 2017 17:12 PM / No Comments / 7102 views

20 December 2017

Pride

A MBARE market vendor’s illicit affairs with a married self-confessed drug dealer and a married police officer were exposed following the leak of their WhatsApp conversations.

Senzokhupi Siziba, popularly known as Pride at Mbare Musika market, was reportedly bedding Gift Shonhiwa based at Harare Central Police Station along with a drug dealer only identified as Beven of Greendale.

Pride’s love messages with Beven were first discovered by Shonhiwa who exchanged harsh words with Beven through Pride’s phone.

Shonhiwa

Beven’s wife discovered the love messages yesterday and Pride is reported to have pleaded with her to solve the issue amicably.

Contacted for comment, Shonhiwa confirmed bedding Pride saying the story would expose him to his family and put his job at stake.

“Ndezvemusango wangu for your own information I am a police officer and if this story is published, my job will be in danger and my wife and family would not tolerate this,” said Shonhiwa.

“I have since stopped dating Pride and reunited with my family saka mmmm pakaipa,” he said.

Pride confirmed being a ‘super mother’ presumably from selling items on the market saying she was still to have sex with Beven when their affair was unearthed.

“To be honest, I was still to meet Beven since we were only communicating on WhatsApp after he claimed that he met me by the border sometime back,” said Pride.

“His wife sent a message to me and for her to say I was bedding Beven will be unfair because I never met him. Our love was only via WhatsApp,” she said.

Beven was not reachable for comment by the time of going to print. Below are the conversations between Beven saved as ‘Nexas’ and Pride. Along the conversations Shonhiwa chatted with Beven after he discovered Pride’s illicit affair with the latter.

[12/12 11:41] ‪+263 77 278 5657: Ani wacho plz

[12/12 11:42] Nexas😘: Yu babie

[12/12 11:43] ‪+263 77 278 5657: Pick ndione

[12/12 11:53] Nexas😘: Network sha am on m way from Tanzania

[12/12 12:16] ‪+263 77 278 5657: ,ndati isa pick handichakuziva

[12/12 14:14] Nexas😘: Net wrk babie

[12/12 14:19] Nexas😘: Do yu remember me

[12/12 14:44] Nexas😘: Hello

[12/12 14:44] Nexas😘: Let’s talk babie

[12/12 14:44] Nexas😘: I need to see yu babie

[12/12 15:52] Nexas😘: Mai mwana ngatitaurei muribusy kasi

[12/12 17:30] ‪+263 77 278 5657: Ndakakuona pai

[12/12 17:31] ‪+263 77 278 5657: Ndandiri busy

[12/12 17:32] Nexas😘: We travelled tose some other time babie

[12/12 17:34] Nexas😘: Then yu gave me ur details unfortunately l was busy doing one two things

[12/12 17:40] ‪+263 77 278 5657: Ndiwe ani nhai handichaziva waita nezvei unoshanda pai  nyatsa kindiudza

[12/12 17:46] Nexas😘: Beven takakwira tese ini ndobuda nzvimbo dzakawanda am a dealer .ndogara kigreendale

[12/12 17:48] Nexas😘: Face waitadza futi usadaro babie a yu still at mbare

[12/12 17:49] ‪+263 77 278 5657: Pindura kani chii wapererwa here nemubvunzo

[12/12 17:50] Nexas😘: Papi ndapindura maybe netwrk babie sorry

[12/12 17:50] Nexas😘: Beven loves yu shaa

[12/12 17:50] Nexas😘: I need yu to be my wife

[12/12 17:51] Nexas😘: Yu a so beautiful babie

[12/12 17:51] ‪+263 77 278 5657: Ha ndadza kukuziva pawaienda kusouth wainotorei ipapo

[12/12 17:52] Nexas😘: Spare parts

[12/12 17:52] Nexas😘: Am a drug dealer but sometimes am supply spare parts in twn

[12/12 17:54] ‪+263 77 278 5657: Oky dea

[12/12 17:56] ‪+263 77 278 5657: But handi kumbonyatso kukuona unokwanisa kundichengeta here ndinodhura kuchengeta

[12/12 17:56] Nexas😘: Uuh really

[12/12 17:57] Nexas😘: Handitadze kuchangeta munhu akanaka kudai

[12/12 17:58] ‪+263 77 278 5657: Oky tichazviona kuti mosvikepi

[12/12 17:58] Nexas😘: But vaingotsika tsika babie vakazoti ndokuona sey

[12/12 17:59] Nexas😘: Ndosvika muHre todae kuma0000 unonditambira  here

[12/12 18:01] ‪+263 77 278 5657: Ndinenge ndarara urikubvepi

[12/12 18:01] Nexas😘: Ndokumbirawo ukuida paprofile babie

[12/12 18:01] Nexas😘: Kukuisa**

[12/12 18:02] Nexas😘: Tanzania

[12/12 18:02] Nexas😘: Ndobvumirwawo kundipa pekurara here

[12/12 18:04] ‪+263 77 278 5657: Pakaipa handiti watanga kundiziva nhasi ndogara nemwana wasisi Vangu  nemwana wangu

[12/12 18:05] Nexas😘: Sorry pamwe ndakuomesera babie

[12/12 18:05] Nexas😘: Akakura sey mwana vacho

[12/12 18:05] Nexas😘: Asi i1 room

[12/12 18:07] Nexas😘: K tozosvika hedu babie or ndouya ndichikutora tiende kwangu

[12/12 18:07] ‪+263 77 278 5657: Handina one room asi kungokoshesawo Mwana wasisi Vangu and 18 years

 

[13/12 08:01] Nexas😘: Ming babie

[13/12 08:03] ‪+263 77 278 5657: Mrng

[13/12 08:42] Nexas😘: Ukuitei hako

[13/12 08:43] Nexas😘: No kundinyararira

[13/12 08:43] Nexas😘: Nezuro

[13/12 08:44] ‪+263 77 278 5657: Ndanga ndiri busy ndiri kubika

[13/12 08:44] Nexas😘: Ukubikeiko hako

[13/12 08:46] ‪+263 77 278 5657: Rice nezvimwewo zvakangosiyana siyana

[13/12 08:49] Nexas😘: Hoo yu like rice lok

[13/12 08:50] Nexas😘: Ko kunditumirewo pic rako babie ndiswere ndichikuona

[13/12 09:47] ‪+263 77 278 5657: Ha ndine pane mamwe ayo

[13/12 10:29] Nexas😘: Mamwe api

[13/12 12:35] ‪+263 77 278 5657: Atakakusendera nezuro

[13/12 13:15] Nexas😘: Murivanganiko

[13/12 13:15] Nexas😘: Ndakaona 1

THEN SHONIWA TOOK OVER PRIDE’S PHONE

[13/12 18:27] ‪+263 77 278 5657: Siyanai nevakadzi vevanhu munofira mahara babamudiki

[13/12 18:43] Nexas😘: Aaah iwe ndiwe ani

[13/12 18:44] Nexas😘: Ko kudiwa imhosva here nhai ini akati ndiri single

[13/12 18:45] ‪+263 77 278 5657: Anemurume uzvizive

[13/12 18:46] Nexas😘: Babie chii usadaro shaa

[13/12 18:46] Nexas😘: Vakundiitasey

[13/12 18:46] Nexas😘: Ko zvachinja papi fti

[13/12 18:47] ‪+263 77 278 5657: Murume wake waueikutaura naye

[13/12 18:48] Nexas😘: Urip

[13/12 18:48] Nexas😘: Usadaro babie am serious

[13/12 18:48] Nexas😘: Kutamba ndokunei

[13/12 18:50] ‪+263 77 278 5657: Iwe ndati murume wake ndogara keGlenview

[13/12 18:50] Nexas😘: Aaah urimurume waani

[13/12 18:51] Nexas😘: Voice rip

[13/12 18:52] Nexas😘: Shaa chero ukadaro babie nderangu

[13/12 18:52] Nexas😘: Akandidirei

[13/12 18:52] Nexas😘: Ukurwadziwa papiko iwewe

[13/12 18:53] Nexas😘: Nebabie rangu

[13/12 18:53] ‪+263 77 278 5657: Bho dananai bt uchanditsvaga hako

[13/12 18:53] Nexas😘: Handikutsvage akandidirei

[13/12 18:53] Nexas😘: Ndiwe uchanditsvaga

[13/12 18:54] Nexas😘: Nezuro akazoregererei kundiona anditi tisangane

[13/12 18:57] ‪+263 77 278 5657: Ndatokuudza kt anemurume wakutondisvotesa hako unofa  wakanyenama sembwa iwe usandijairira ndanga ndichitaura newe zvakanaka wani

[13/12 18:58] Nexas😘: Pfutseki

[13/12 18:59] Nexas😘: Vakanyeperwa

[13/12 18:59] Nexas😘: Murume upi vaurikutaura shaa Babie rangu iro

[13/12 18:59] Nexas😘: Vakuda kutondindakwisira zvinhu ndiwe

[13/12 19:03] Nexas😘: Ndikutoenderera mberi nebabie  zvako zvavakutaura  zvekufa izvo zvimwe hazvishandi kwandiri

[13/12 19:07] ‪+263 77 278 5657: Bho

[13/12 19:07] Nexas😘: Boo chiiko babie

[13/12 19:08] Nexas😘: Ndiyaniko  mupengo ambotora  foni yako

[13/12 19:08] Nexas😘: Zvaanga acgutaura zvekupenga

[13/12 19:08] ‪+263 77 278 5657: Fona

[13/12 19:09] Nexas😘: Kana asingagone bonde umuudze kti ndakawana anoita

[13/12 19:09] Nexas😘: Kukwira achikugumira muzvidya zvavakutaura zviya ndozvinomupa kusakwana

[13/12 19:10] Nexas😘: Kusvika pakuda kubata mushonga ini handiurayike ini

[13/12 19:10] Nexas😘: Ugomutaurira kuti isu tinokwira tichitu*** shuga

[13/12 19:10] Nexas😘: Achafa nekuchengeta mabonga

[13/12 19:10] Nexas😘: Nditumire rimwe Be*** ndione hangu

[13/12 19:52] Nexas😘: Ko babie hauchadavira futi ukuti ndifone vondidzimira f…

 

Copy Protected by Chetan's WP-Copyprotect.