Scroll to Top

Pastor wrecks marriage

By Arron Nyamayaro / Published on Friday, 17 Mar 2017 16:18 PM / No Comments / 3927 views

17 March 2017

AN Apostolic Faith Mission pastor’s WhatsApp love messages with a married woman employed as a domestic worker have triggered the collapse of her marriage.

Pastor Samson Mucheche, 60, of Goromonzi is alleged to have wrecked the marriage of David Chimujakazi, and his congregant Linda Mutete, 27.

The messages were discovered a month ago when David went through Linda’s mobile phone.

Pastor Mucheche

Pastor Muchenje failed to solve marital problems faced by David and Linda and according to the WhatsApp chats the man of cloth now wants to marry Linda who is now staying at his rural home while working there.

“Pastor Muchenje is so cruel, I thought he was after solving our marital problems with my wife unaware that he wanted to have sex with her,” said David.

He added:

“He was supposed to consider his age, dignity and responsibility. He fooled me into thinking he was after helping us when he was the wolf in a sheep’s skin.

“Pastor Muchenje took my wife to his village in Goromonzi as if he was helping her to earn a living only to discover from my wife’s mobile phone that he was after having sex with her.

“Instead of sending inspirational Bible scriptures, he would post nude photographs and sexually suggestive messages luring my wife to have sex with him.

“Mai Mufundisi is not aware that my wife is in love with her husband and what hurt me most is that he pretended showing love to me and my two kids when he was after destroying my marriage.

“As we speak, my wife is staying at his village house where he visits frequently leaving his wife at the church stand where he is ministering,” said David.

Linda denied cheating with Pastor Muchenje saying the WhatsApp conversations were only jokes she was sharing with the man of God.

Linda

“I am no longer married to David, I only shared jokes with Pastor Muchenje on his WhatsApp, I have since separated with David because he was so abusive,” said Linda.

“Pastor’s wife is not around she was rushed to hospital where she was admitted and I cannot give you her contact,” said Linda before hanging the phone.

Contacted for comment, Pastor Muchenje demanded to know who disclosed the messages saying David should confront him over the messages and not the media.

“Who gave you the chats, what wrong have I done to take Linda to my village, to me she is like a widow under my care along with my wife,” said Pastor Muchenje.

“If it is true that you have the chats it is better for me to order Linda to leave my house nekuti hazvingaite zvakanaka.

“You are not her husband to ask me if I am in love with Linda, who gave you the chats?” asked Pastor Muchenje.

Below is the WhatsApp conversation between Linda saved as My young bro and Pastor Muchenje.

[2/7, 13:50] ‪+263 77 256 0712‬: Mai denzi hasi murevi wenhema,ok ndakavimbisa.kuzoudza gulez nezvako.mushure vavhunza kuti makawana here wamunoda,ndakavati Linda bt zvaave nemurume paane nyaya.kana usina murume zvechokwadi.svika kumba nhasi,tironge ramangwana.gulezi vachipo.pamwe kuonana kwacho kunozoshupa.ndakuudza.usazoti ndakakutiza

[2/7, 13:57] ‪+263 77 256 0712‬: Handisi murevi wenhema,

[2/8, 20:13] ‪+263 77 256 0712‬: Waswera sei.

[2/10, 20:34] My young bro: ndaswera maswerawo ini kana zvirizvo zvamaifurirana nemkadzi wenyu kuti kanaafa mucharora ini kanganwai zvenyu

[2/11, 12:15] ‪+263 77 256 0712‬: Kungoda kubatsirana chete paupenyu.wana wezera sematauriro awakaita.ndaanaye kare.

[2/11, 18:30] ‪+263 77 256 0712‬: Maswera sei,nice profile picture mama.

[2/11, 19:14] My young bro: Muzukuru👦🏿: Gogo itai kuti Sunday Monday Tuesday Wednesday Thursday Friday Saturday. Gogo 🙎🏿: Sunday Monday Tuesday March April May June. Muzukuru👦🏿: Aaaaaaaaa Gogo matoenda kumwedzi. Gogo🙎🏿: Mus*tany*ko mwana waJoram wanga watodongorera bhurugwa rangu nguvai. Hosha yako.

[2/11, 19:15] ‪+263 77 256 0712‬: Vaswera vakarara zvavo,

[2/11, 19:16] My young bro: tatenda muvaswrrese

[2/11, 19:17] ‪+263 77 256 0712‬: Thanks memajokes

[2/11, 19:17] My young bro: yaaa muchaguta nema jocks

[2/11, 19:20] ‪+263 77 256 0712‬: Vana varisei,im worriied,muchiine chikafu here,kuno chaveko,ndotumira sei

[2/11, 19:21] My young bro: andisati ndanacho ndouya kuzotora amno kuti when cz vanhu vandakadhandira avasati vandipa

[2/11, 19:21] My young bro: takatozvambarara hedu isu mvura ikunaya

[2/11, 19:26] ‪+263 77 256 0712‬: Ok rega nditsvage plan.mangwana kuchechi.kuno hakusi kunaya.bt magetsi hakuna,tigere mumota,tanga tichitaura nezvako bt zvakanaka

[2/11, 19:27] My young bro: hoo ndouya kuzotora

[2/11, 19:31] ‪+263 77 256 0712‬: Moms vanga vachiti,kana arikuratidza….linda kuramba plan yenyu.imbomupai nguva..pamwe achazoti afunga pamberi apo.achazokuudza zvinenge zvave pamwoyo

[2/11, 19:32] ‪+263 77 256 0712‬: Pane mota yatichatuma nayo gas tank after chechi,togona kutumidzira naiyoyo,

[2/11, 19:32] ‪+263 77 256 0712‬: Zvii zviri paemegence izvozvi mumba

[2/11, 19:33] My young bro: zvekugara nemi kuita murume wangu izvozvo ndo zvandaramba andidi lm still young munotsvagawo mazera enyu cz kana ndichikuonai mutori ddy vangu vakandizvara

[2/11, 19:33] My young bro: tumidzirai zvamada cz zvese ndoda

[2/11, 19:40] My young bro: ndakadzokera mu group ndomandiri

[2/11, 19:42] ‪+263 77 256 0712‬: Bye bye,sory,kufarisa kwechembere..ruregerero

[2/11, 19:42] My young bro: kkkkkkkkkkk chembere kkkk

[2/11, 19:44] ‪+263 77 256 0712‬: Sory kufarisa kwechembere ruregererero.kana kuti dad vako

[2/11, 19:45] My young bro: kkkkkkkkkkk eh makaenzana zveshuwa

[2/11, 19:46] My young bro: saka munhu wacho ndomumirira pamajuru nguvai

[2/11, 19:56] ‪+263 77 256 0712‬: Linda,harambe wakadaro.manje manje unenge wandisiya,bt anyway ita zvada mwoyo.ini ndichambogara ndakadaro,handitsvage mumwe.moms vati chimbomirai makadaro.bt mashoko ako achafunga zvake.

[2/11, 19:57] ‪+263 77 256 0712‬: Nndati ndicharonga mangwana

[2/11, 20:00] My young bro: eh garai makadaro hey gutsikanai nezvamuinazvo

[2/11, 20:00] My young bro: ndokisiyai ndendaendakupi

[2/11, 20:02] ‪+263 77 256 0712‬: Zvanzi hupfu unawo here

[2/11, 20:02] My young bro: ndikunogayisa mangwana ndine chibage

[2/11, 20:23] ‪+263 77 256 0712‬: I’m very sory nekukushungurudza.fon irikupota ichidzima yega,saka kudzokorodza wens

[2/11, 20:23] My young bro: haaa 🖕🏿

[2/11, 20:28] My young bro: andina kunyatsonzwisisa apo kisiya kwamuriutaura kwekufaaa or

[2/11, 20:28] My young bro: eh garai makadaro hey gutsikanai nezvamuinazvo

[2/11, 23:38] ‪+263 77 256 0712‬: Sory kunyora zvemanga manga kumwana wechidiki.

[2/12, 00:03] ‪+263 77 256 0712‬: Zvisina kana huchenjeri,kkkkk.ndadzoka

[2/12, 00:04] ‪+263 77 256 0712‬: Ngatimbofarai vechidiki……

[2/12, 09:57] ‪+263 77 256 0712‬: Profile vakomana,aaah ma1.uyo munhu ari paprofile yangu anodzidzisa paMabvuku hie,anokuziva kubvamuchiri vadiki.ndafunga uchamuziva

[2/12, 09:58] ‪+263 77 256 0712‬: Ok never mind.

[2/12, 10:13] ‪+263 77 256 0712‬: Handei kuchechi nhasi sunday

[2/12, 10:45] My young bro: kwete ndakiudzai kuti zvekujairirwa kwete eh ndotangira pa 0 level ipapa ndopandada munhu aharambidzwe kuita zvaanoda andirorwe nemi endererai mberi ne level yenyu yechi 3 azvina kana sasaizvo

[2/12, 10:47] My young bro: msarwadziwe neni ndicharorwa nemrume wangu wamakanzwa iyeye ndomuda kutangira pa o zvitorinani pane kugamhira padenga zvakashandiwa nevamwe ndotanga zvangu nemrume wangu andikudeika nhayi zvomanikidzwa munhu hre

[2/12, 10:49] My young bro: kunyangwe akava rombe kana chii ndomuda zvakadaro ndini ndoziva zvandakamudira saka pleas musandidaro imi muri baba vangu mai mfundisi ndimai vangu saka kwete baba nezvenyu andidi mundiregererewo zvenyu

[2/12, 10:49] My young bro: kana munhuwacho akuuya mundiudze kwacho

[2/12, 17:23] ‪+263 77 256 0712‬: Sorry,hamdina etyme,dai ndafona.bt handichina nyaya nemi.ini zvakapera zvakapera kare,wakatota sarudzo yako.ini ndakatorawo zuro.saka bye bye.

[2/12, 17:23] ‪+263 77 256 0712‬: Gooday sweet

[2/12, 17:28] ‪+263 77 256 0712‬: Ok ok ok ndazviwa,ngaisiye matambo.ndine zvakawanda zvekuita,toonana

[2/12, 17:34] My young bro: hoo anogara munani saka mazotii nenyaya yechiiafu

[2/12, 18:07] My young bro: okay ngaisiye matambo tobatana

[2/12, 18:13] My young bro: ndoona zvekuita wena

[3/6, 11:51] ‪+263 77 256 0712‬: Ndavepo pawhatsap

[3/6, 12:56] ‪+263 77 256 0712‬: Masibanda hoo

[3/6, 12:56] ‪+263 77 256 0712‬: Zvinorevei

[3/6, 18:06] My young bro: zvinoreva kuti shumba

[3/7, 13:05] ‪+263 77 256 0712‬: Kkkkkk handigone. Kutimira.

[3/7, 13:06] ‪+263 77 256 0712‬: Wase

[3/7, 13:06] ‪+263 77 256 0712‬: Waswera sei hako

[3/7, 16:06] ‪+263 77 256 0712‬: Nditumite fone dzavo,nditaure navo.

[3/7, 16:07] ‪+263 77 256 0712‬: Profile yakanaka wena

[3/7, 18:18] My young bro: maitabasa regai ndikupei NMR dzavo

[3/7, 18:22] ‪+263 77 256 0712‬: Nhai urikumborara sei.isu hatisati tatumira chikafu

[3/7, 18:31] My young bro: kiya kiya kkkkkkk

[3/7, 18:34] ‪+263 77 256 0712‬: Sorry linda.verenga text yangu izvozvi

[3/7, 18:47] My young bro: ndikirarama baba kkkkkk

[3/7, 18:53] ‪+263 77 256 0712‬: Kutanga mwedzi uno,ndichaedza kumira newr

[3/7, 19:02] ‪+263 77 256 0712‬: Hazvinei mama,ndozvinomboita hupenyu.ndinotenda nekuriritira mhuri kwauri kuita.varikutokura so.zvawataura ndazviwa,rega ndione zvandinogona mangwana.fon yako inge iine moto kubva kuma 10 kuseni.hupfu. Ndinawo,ok rega ndironge kuti hunouya sei pauri

[3/7, 19:06] ‪+263 77 256 0712‬: Pamwe negas stove.ndikatumidziraa munhu ndinotomubhara,ndotsika irikuno.

[3/7, 19:36] My young bro: inenge inemoto munenge maita basa kunyanya pa gas apo

[3/8, 11:40] ‪+263 77 256 0712‬: Yasvika here comb,gas riri kuruwa,ndichatuma benji kukuigira

[3/8, 11:41] My young bro: okay ahisati yasvika mutumirei ndorida

[3/8, 11:43] ‪+263 77 256 0712‬: Linda ndinoziva kurwadza kwekubika nemoto,ndichaedza

[3/8, 11:45] My young bro: okay babamunenge magona chose

[3/8, 11:46] ‪+263 77 256 0712‬: Kkkk karikum*m*.kuvarungu zviri fun bt kuvatema ndomatoilets edu kkk

[3/8, 11:47] My young bro: kkkkk

[3/8, 11:48] ‪+263 77 256 0712‬: Tine hanya nevatinoda

[3/8, 11:49] My young bro: imika

[3/8, 11:49] My young bro: kkkkkkk

[3/8, 11:54] ‪+263 77 256 0712‬: Hongu zvambu ndokada wena.handisati ndawana cash.ndichatumira.ndatadza kucheka nekuti hatina zesa kuno

[3/8, 11:54] My young bro: oky akaenda rinhi

[3/8, 11:54] ‪+263 77 256 0712‬: Hupfu hwasara hunopera riinhi.nndiri kuronga.

[3/8, 11:54] My young bro: unopera wknd

[3/8, 11:55] ‪+263 77 256 0712‬: Manheru

[3/8, 11:55] My young bro: eh

[3/8, 11:56] ‪+263 77 256 0712‬: Ok.ko indava kusatumira yem*tinji.kkk

[3/8, 11:58] ‪+263 77 256 0712‬: Kana comb yasvika undizivisewo

[3/8, 12:04] My young bro: oky

[3/8, 12:36] ‪+263 77 256 0712‬: Kana zvakakwana zvinhu

[3/8, 13:27] My young bro: zvakakwana

[3/8, 18:11] ‪+263 77 256 0712‬: Vana vaswera sei.

[3/8, 19:18] My young bro: maswera sy baa

[11:00, 3/15/2017] +263 77 468 3296: [3/9, 20:19] My young bro: kkkk

[3/9, 20:23] ‪+263 77 256 0712‬: Nditumirewo list yechikafu chaunonga ungada permonth.nevana,eg dovi,sugar mafuta,rice nezvimwewo zvingadiwe nevana

[3/9, 20:24] ‪+263 77 256 0712‬: Tisazopota tichienda kunohurira vana masikati kkkk

[3/9, 20:26] My young bro: 5 litre drink 3 litres cooking oil
5 kg rice
maspagget
3 bottles dovi 1 litre salad
2 litre tomato sauce
5 kg sugar
2 kg matemba
plus 2 crets mazai
buter margarine salt plus ten Mari yemuriwo

[3/9, 20:35] ‪+263 77 256 0712‬: Chaungangoshaya. Mazai necash,mari ndinenge ndoisa paecocash,otenga muriwo nefoni handiti.

[3/9, 20:35] ‪+263 77 256 0712‬: Coz kuno zvimwe handitenge,ndinotora

[3/9, 20:35] ‪+263 77 256 0712‬: Whatsaap irikunonoka

[3/9, 20:35] My young bro: eh ndotenga ne Eco cash

[3/9, 20:36] My young bro: ahisi kunooka

[3/9, 20:37] My young bro: kkkkkk plus hupfu

[3/9, 20:41] ‪+263 77 256 0712‬: Pane varikupa cash here ikoko.ndiwane petrol

[3/9, 20:42] My young bro: hakuna varikupa cash

[3/9, 20:42] My young bro: zvakutoda vanozivana

[3/9, 20:43] My young bro: Question of the day
Munhu akachecheudzwa anobvumidzwa here kuimba takazvarwa takangodaro
😂😂😂😂😂😂😂😂kungovhunzawo zvangu……

[3/9, 20:44] ‪+263 77 256 0712‬: Dai ndakakusiiramakeys epa bedroom,munehupfu.

[3/9, 20:44] ‪+263 77 256 0712‬: Kkkk.

[3/9, 20:44] My young bro: kunuepa

[3/9, 20:47] ‪+263 77 256 0712‬: Mama itai zvamunogona pamba ipapo,kudzoka kwedupo kunebasa,coz tinofanirwa kugara patinoshanda,rimai

[3/9, 20:48] ‪+263 77 256 0712‬: Ko lodger maida kuriisa pai

[3/9, 20:48] My young bro: eh ndikuda kudyara beans mu diing

[3/9, 20:49] ‪+263 77 256 0712‬: Munozogarisana mushe here

[3/9, 20:50] ‪+263 77 256 0712‬: Kudyara beans pai.

[3/9, 20:50] My young bro: eh togarisana

[3/9, 20:50] My young bro: mumunda

[3/9, 20:52] ‪+263 77 256 0712‬: Ko muningina wako anozorara pai kana akauya.

[3/9, 20:52] My young bro: totangira ipapo cz now Ari macheke kubasa

[3/9, 20:53] My young bro: ndorara nayezve mumba mandorara

[3/9, 20:55] ‪+263 77 256 0712‬: Saka iwe unenge woshandisa one room.

[3/9, 20:55] ‪+263 77 256 0712‬: Anemhuri here munhu wacho,anenge achikupa mariiko pamwedzi

[3/9, 20:55] My young bro: $10 Mari

[3/9, 20:56] ‪+263 77 256 0712‬: Anemhuri here

[3/9, 20:58] ‪+263 77 256 0712‬: Handina basa nemari yacho ini,ndeyako.

[3/9, 21:06] My young bro: eh anayo mhuri

[3/10, 12:05] ‪+263 77 256 0712‬: Unenge wogara room ipi

[3/10, 12:44] ‪+263 77 256 0712‬: Ok linda.kana zvichiita mutore,iwe wogara room ipi.ndichauya newindo pane repane stove.u makesure waburitsa. Zvinhu zvose asati apinda..ndichauya ndozozviisa mubedroom,ndichítora zvimwe

[3/10, 12:47] ‪+263 77 256 0712‬: Magetsi ndoanetsa kuno,saka fon dzakadzimwa

[3/10, 15:04] ‪+263 77 256 0712‬: Waakuzvigona here,zvekusvir*n* zvawatumira.ndouya here,ndagarisa shaz

[3/10, 15:07] ‪+263 77 256 0712‬: Yanga ichingom*r* ndichiverenga,pant kubva yatota wena,ndabva ndafunga mazuva aye,

[3/10, 15:14] ‪+263 77 256 0712‬: Ndouya here sunday,ndosvikorara ikoko.

[3/10, 15:14] ‪+263 77 256 0712‬: Ndouya here,handiti hausi kumwedzi.timboita zvakanyorwa izvo kkkk

[3/10, 15:42] ‪+263 77 256 0712‬: Lindaka gulezi vakanetseka ndabvisa zino ndoga,kkkkk.mazino ndinodzura ndega kana rarwadza,handiende kuchipatara kunobviswa.ndozvataiita musango

[3/10, 16:36] ‪+263 77 256 0712‬: Ndoda lodger mudzimai kana murume anemudzimai.navana vashoma kuitira tank retoilet,risakasire kuzara,since ndisati ndaisa sokaway.

[3/10, 16:37] ‪+263 77 256 0712‬: Kwete bhachura,tinenge takoka mbavha

[3/10, 16:41] ‪+263 77 256 0712‬: Wakambozvitarisa here kuti paprofile photo yako,zamhu rako hombe ririkuoneka kuti rakazvimb