Scroll to Top

WHATSAPP ROBBERY

By Arron Nyamayaro / Published on Tuesday, 22 Nov 2016 14:19 PM / No Comments / 3332 views

22 November 2016

 

. . . student con artists exposed

Nyasha and Lameck
Nyasha and Lameck

A CHINHOYI University of Technology student is under fire from other students and friends she duped of money through money markets to help her boyfriend.

Victims posted Nyasha Regina Nyamupfeni along with her lover Lameck Hafu’s photographs on social media labelling them as con-artistes warning people not to deal with them.

Nyasha, popularly known as Mukadzi wehumhare, is believed to have opened a WhatsApp money market group together with Lameck promising participants to reap profits after a week while some would benefit after a month.

Participants were asked to deposit money into Nyasha and Lameck’s Ecocash contact numbers.

Victims promised to reap after a week quickly realized that they had been duped after they failed to receive their promised profit and teamed up and confronted her over the issue.

Nyasha
Nyasha

Apart from the money market group, an advertising company circulated a warning and posted it on social media alerting people not to give Nyasha money on their behalf disowning her from their company.

One of the victims posted WhatsApp chats on the group over the issue and told H-Metro that Nyasha squandered the money with Lameck and they are threatening to take legal action if she fails to pay back their money.

“Nyasha is a criminal along with her boyfriend Lameck, she has a sweet tongue that whoever pays attention to her will fall victim,” said one the victims.

“Akatoenda kunotenga mbatya dzake nedzemukomana wake including panties and is failing to replace our money after we confronted her.

“Nyasha looks for money by approaching members on their inbox and claims that she sells herbs.

“It affected us much since part of the money we used were meant for our fees and pocket money; we could not allow her to dupe many people and we agreed to post their photographs on social media,” said the victim.

Nyasha confirmed owing money to her friends on the WhatsApp group she started along with Lameck saying she is no longer willing to pay them since they decided to post her photographs with Lameck on social media.

“I faced a problem my brother and I asked them for forgiveness promising to return their money but they quickly decided to tarnish my image along with Lameck by posting bad things about us,” said Nyasha.

“This has affected my lessons and everyone at the campus is labelling me a criminal and because of that I am no longer comfortable paying back their money; vava kundiendera kuH-Metro zvakare? Vadya izvozvo havaiwane mari yavo.

“I can risk my money by engaging a lawyer so as to retain my status at the university and in society,” said Nyasha.

Nyasha is based in Gweru and is currently studying animal production at Chinhoyi University of Technology.

Below are the WhatsApp chats between Nyasha and group members.

[15/09 9:40 am] Nyasha Regina: Taps

Vimbai

Tatenda

Vimbai’s frnd

Rutendo

[15/09 9:55 am] Nyasha Regina: Ndovakatumir avo

[15/09 10:08 am] Vimbai Round: Saka we ar 6 including u

[15/09 10:09 am] Nyasha Regina: Yes uyu akatumira toita 7

[15/09 10:15 am] Vimbai Round: Ehe

[16/09 5:41 pm] Nyasha Round: Guys mari yangu haisat yapinda mu acc

[16/09 5:41 pm] Nyasha Round: Saka eish ma1

[17/09 8:25 pm] Vimbai Round: Saka uchakanda here or zvatovharana

[17/09 8:36 pm] Nyasha Regina: Arikukanda

[17/09 8:38 pm] Vimbai Round: Ok ka 1 so we ar 7 hantie

[17/09 8:38 pm] Nyasha Regina: Eh

[17/09 8:39 pm] Vimbai Round: Sharp

[27/09 11:29 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Is Nyasha N still in

[27/09 11:31 am] Nyasha Regina: Kwete

[27/09 11:31 am] ‪+263 77 524 9801: So tiri 6

[27/09 11:32 am] Vimbai Round: Yaa

[27/09 11:34 am] ‪+263 77 524 9801: Nyasha R 15/ 09

Taps 30/09

Vimbai 15/10

Tatenda 30/10

Nyasha N 15/11

Vimbai30/11

Rutendo 15/12

[27/09 11:34 am] ‪+263 77 524 9801: Tiri 7 wani

[27/09 11:35 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Hanzi nyasha n haasisipo

[27/09 11:37 am] ‪+263 77 524 9801: So madates akuda kuchinjwa

[27/09 11:37 am] Nyasha Regina: Nyasha R 15/ 09

Taps 30/09

Vimbai 15/10

Tatenda 30/10

Vimbai 15/11

Rutendo 30/11

[27/09 11:38 am] ‪+263 77 524 9801: Ok

[30/09 8:08 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Morning ladies.Taps wats your ecocash number.hope il be able to send your mny today ndaikanganwa kumba🙈🙈

[30/09 8:10 am] Tapiwa Round: My number is 0772 216 229

[30/09 8:10 am] Tapiwa Round: Tapiwa ndoro

[30/09 8:59 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Dhankie

[30/09 8:54 pm] Tapiwa Round: Hi guya isai mari ndikuda kuidya ipere

[30/09 8:54 pm] Nyasha Regina: Kkk tmr

[01/10 3:55 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Transfer Confirmation. USD 200.00 to TAPIWA NDORO Approval Code: PP161001.1554.C08601. New wallet balance: USD

[01/10 8:02 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Zii iripano????

[01/10 8:37 pm] Vimbai Round: Tiripo

[02/10 10:50 am] Vimbai Round: Mwari aakaita bass akaita kuti Nyash N asapinnde muno taitwa rough kwarikuita rough ma 11us kuzoti iyi ummm

[02/10 10:51 am] ‪+263 77 524 9801: Ndiye arikunetsa ku11

[02/10 10:51 am] ‪+263 77 524 9801: Eish

[02/10 10:52 am] Vimbai Round: Ehe wena kutoti handivanhu kuinbox unoitire zvevanhu kana usingade vanhu Ku ibox xaa andibhowa zvekuti

[02/10 10:53 am] ‪+263 77 524 9801: Iiigh anopenga shuwa

[02/10 11:15 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Save her number vanhu toda kuzoita round remabhurugwa hatimudi ahhhhh

[02/10 11:22 am] Vimbai Round: I saved chokwadi munhu anodaro

[06/10 7:21 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Nhai Tapiwa did u receive money from everyone.i think its good kutipawo feedback pano kana munhu uriwe ukupihwa mari

[06/10 7:38 pm] Tapiwa Round: Yes i did thnx i hd forgetten ndikutodya mari yacho izvezvi

[06/10 7:42 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Ok

[06/10 8:51 pm] Vimbai Round: True Tate

[08/10 6:55 am] ‪+263 77 524 9801: Morning

[08/10 6:56 am] ‪+263 77 524 9801: Nhai for round how much do we pay $200 or $208 ne ecocash charges?

[08/10 8:29 am] Vimbai Round: 200 only

[08/10 8:30 am] Vimbai Round: Munhu arikupiwa ndiye ano Affecter ne macharge pakutora iwe urikukanda uno affecter nekutumira chete

[08/10 8:35 am] Tapiwa Round: Me i ws given 208 by rutendo only bt vamwe vese ws ma200

[08/10 8:36 am] ‪+263 77 524 9801: Ok

[08/10 8:37 am] ‪+263 77 524 9801: So taps une change yangu 8 dollars

[08/10 8:54 am] Vimbai Round: Ehe tongoita yatoita kuma 11 hantie tongoita 11 chete

[08/10 8:55 am] ‪+263 77 524 9801: Ok

[11/10 3:34 pm] Vimbai Round: Hie guys recevied 200 from my friend 💃🏽

[11/10 3:34 pm] Vimbai Round: Who is numbr 5 pa list redu

[14/10 7:58 pm] ‪+263 77 524 9801: Guys ko kana kwaana bond tichaita sei

[14/10 7:58 pm] ‪+263 77 524 9801: Kwaane

[14/10 7:59 pm] ‪+263 77 524 9801: Isu tiri kwekupedzisira topihwa chii

[14/10 8:50 pm] Vimbai Round: Tongochinja kuisa kuma US

[15/10 6:26 pm] Vimbai Round: Ko mari hauye here kkkkkkkk kana kuti makangamwa

[15/10 6:26 pm] Vimbai Round: Haiuye👆🏽

[15/10 6:27 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Haisi mangwana here 15

[15/10 6:30 pm] Vimbai Round: Hahahada

[15/10 6:36 pm] Vimbai Round: Recived frm Rutendo💃🏽💃🏽

[15/10 6:37 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Sending mangwana dear…dai pane ecocash closeby ndamhanya

[15/10 6:37 pm] Vimbai Round: Ok

[15/10 9:27 pm] Nyasha Regina: Sry tmr

[16/10 7:19 pm] Vimbai Round: Receved from Tatenda💃🏽💃🏽

[19/10 5:19 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Round rikufamba here pano

[19/10 7:28 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Kunyarara uku kunotyisa

[20/10 10:56 am] Vimbai Round: Tiripo

[20/10 11:08 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Haa zii yacho yakutyisa.kana mapihwawoka mari mongotiudzawo pano🙈🙈

[20/10 11:09 am] Vimbai Round: Inga ndaitaura vakandipa wani Tate

[20/10 11:17 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Ah saka asi vanhu vese havasat vakupa

[20/10 11:17 am] Vimbai Round: Ehe

[20/10 11:19 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Mmmm scary coz im next

[21/10 5:29 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Haaa vaskana ziii iri pano yanyanya.Vimbai how far wakazopihwa here mari nemunhu wese

[21/10 5:30 pm] Vimbai Round: Handina dear ndakubhowekana

[21/10 5:30 pm] Vimbai Round: Apachirikundibhowa vanhu vandakakandira ndovasina kundipa

[21/10 5:33 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Ndivanani?hanzii?

[21/10 5:36 pm] Vimbai Round: Vatakapa kumashure hanzii hee bank hariskupa Mari

[21/10 5:36 pm] Vimbai Round: Since last week

[21/10 5:37 pm] Vimbai Round: Zvinodzosera kumashure asika

[21/10 5:40 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Mmm i hope yangu inouyawo on tym askana coz chatove chkweret yakapera kare🙈🙈🙈

[21/10 5:42 pm] Vimbai Round: Haa pakaipa

[21/10 5:43 pm] Vimbai Round: Vanhu two here

[21/10 5:48 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: So wen are they going to giv u patopfuura week ka apa

[21/10 5:51 pm] Vimbai Round: Ehe rato week hamheno kuti zvinoitwasei kana zvada

[21/10 5:51 pm] Vimbai Round: Zvadai

[21/10 5:56 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Vaskana huyaika titaure round nderedu tose

[21/10 5:58 pm] Vimbai Round: Mari tiri kuziva iri kunetsa munhu ma bank tinotoita plan tese tese

[21/10 5:59 pm] Vimbai Round: And takatanga round tichiziva zvema bank izvi asi hey ika top story pakaipa handizive kuti taidzikanda here mari idzi

[22/10 5:23 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Any payments Vimbai

[22/10 6:52 pm] Vimbai Round: Hapana and no communication handichaziva zvekuita guys

[22/10 7:18 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Nhai Tapiwa Rutendo and Nyasha huyaika titaure askana

[22/10 7:22 pm] ‪+263 77 524 9801: Ndauya

[22/10 7:23 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Any suggestions

[22/10 7:30 pm] Nyasha Regina: Eh ndauya!,I didn’t say handisikupa Vimbai mari yake ndineshungu chaidzo dzekumupa and paying for Tapiwa bt just that he is not around dai akabvisa neyangu.I explained this to Vimbai ndichiti was waiting for transfer pekutanga yakanzi haisati yaita and then pandakaramba ndichiita follow up ndaingisvika zvinzi no cash or yapera!,i called Vimbai and explained and I even said to her am sry and willing to pay e fine wl gv u $50 on top coz e situation is beyond my control zvino handichanzwisisewo kana amboti anzwisisa then kana pakurambwa pakutaurwa as if tirikuda kumuvhara!,I even tld her kuti ndirikutrier kuapproacher someone andipe loan or she cn tk it on my behalf as soon mari yabuda I wl pay so vese vemaloan varikuda mota and zvikangoita wl pay not that tirikumuvhara bt kana zvaikuta zvemuromo ndizvinoita kuti ndinyarara coz nt used in exchanging words if I knw that am e one who is wrong.all I cn say z sry for inconviencing u am tyng my best kana dai ukachecker ur inbox

[22/10 7:35 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Nhai Nyasha paitwa muromo here pano.kana ini ndisingazivi zvikuitika i have the ryt to ask coz pano tiripo out of trust hatitombozivani.kana pakanyararwa ini hangu ndovhunza

[22/10 7:38 pm] ‪+263 77 524 9801: I plead nemunhu ari kupihwa musi wa30 ndokumbirisawo pay day yangu musi wa3.

I may pay late but ndichambotrya during the week

[30/10 10:03 am] Vimbai Round: Asikana ndini ndine nyaya iri pamusoro nyaya yangu up now handisati ndapiwa mari ndodii yamakandipa imi ndakaenda kuboarder since thas my work ndatodzoka nhasi ndakatorerwa zvinhu ne Zimra saka ndodii mariyangu irikuvanhu ava Tapiwa and Nyasha need yr help ndofunha ndakambotaurawo pamashure pese apa then the reply ndiyo iyo 👆🏽nemamwe ma sms arikubva ku inbox kwaNyasha help me guys ndodiii

[30/10 10:04 am] Vimbai Round: Unozozvida here if I ignore u ,I think am trying to b human Vimbai bt wakundiita bedzi askna as if ndakati handikupe!,shld we exchange words coz of money yandakati am gvng u???????

[30/10 10:04 am] Vimbai Round: Sry I wl reply zvaita I don’t hv tym to exchange

[30/10 10:04 am] Vimbai Round: From Nyasha👆🏽

[30/10 10:13 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Zvakangooma kuti iwe muridzi wemari ndiwe wotofanira kunyengerera nekunyarara.mmmm i regret maround anaya.dai zvapera

[31/10 6:29 am] Vimbai Round: Nhai Nyasha iwewe ndiwe unoziva ini handichaziva ndodiii ndiudzewo ndizive coz am nowhere taura tinzwe kuti ndione wayforward ndofunga i have been quite ndaneta

[31/10 6:29 am] Vimbai Round: 👆🏽no reply

[31/10 7:05 am] Tatenda..aloe vera pdcts: Morning ladies.admin ndine chichemo.was expecting mari yesterday bt hapana ambondipa.only Tendy came kuinbox vamwe vese makangonyarara.poitwa sei

[31/10 7:55 am] ‪+263 77 524 9801: Iiiigh weduwe

[31/10 7:56 am] ‪+263 77 524 9801: Lets communicate ko isusu tiri kupihwa end of month tozoita sei

[31/10 8:08 am] Vimbai Round: Ko friend yanguwo imi ndirikutya nazvo ini

[31/10 8:57 am] ‪+263 77 524 9801: Takamupa here

[31/10 8:58 am] ‪+263 77 524 9801: Guys lets come and discuss coz some of us that money are our savings

[31/10 6:49 pm] Nyasha Regina: Hello pano!.sry for nt responding bt nev sw any msg coz I upgraded my app!,uye zvee ndanga ndiine assessment today

[31/10 7:05 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Hie Nyasha ini ndandirikungochema nenyaya yemari.up to now i have received $00.00

[31/10 7:26 pm] Nyasha Regina: Vimbai and Tatenda tmr I promise to answer all ur qns coz ndinewo pandakatemba and I pray and hope kuti zvinoitawo coz mmmm handichazvidawo mufunge zvirikuitika I kindly ask mundiregererewo hama dzangu!,I was assessed today becoz of u and ndatopassser woo my final assessment becoz of u guys u helped in payng my fees so munandiregererawo ndongonamata kuti tmr it wl b a positive day for me

[31/10 7:37 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Nyasha handiskunzwisisa paukuti ansa yo qns are u sayn u r sendn the money tumoro

[31/10 7:38 pm] Nyasha Regina: Eh Tatenda so nhasi ndinotorara ndichinamata ufunge hameno kuti zviite

[31/10 7:38 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Ok

[31/10 7:39 pm] Nyasha Regina: Ndoda kuti mundireregere dearests

[01/11 12:50 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Afternoon still $00.00 veduwe.this is really not fair

[01/11 12:51 pm] Vimbai Round: Still sorting dear usatsamwa

[01/11 2:07 pm] Nyasha Regina: Waitin kune vaenda kubank wl update u vadzoka

[01/11 2:14 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Even transfer nyasha inoita

[01/11 6:40 pm] Tatenda..aloe vera pdcts: Veduwe ngatisadai so

[01/11 7:11 pm] Nyasha Regina: Manheru!,ndakangomirirawo wandarira no news yet wl update asvika

Copy Protected by Chetan's WP-Copyprotect.